Zvidzidzo zveBhaibheri
Contact us for any questions, mistakes, or study requests.
‘Hushumiri hwemabasa mashanu’ -- Izvi zvinorevei nhasi uno?
Gwara rakakosha kuzivisa chokwadi. Vapostora vakanyora Testamente Itsva, maprofita akanyora Testamente Yekare. Isu tinoda vadzidzisi vanokwanisa kusona kubatanidza Testamente yekare neTestamente Itsva pamwechete kuti chokwadi chiziviswe kuzuva redu nhasi.
“Mabwe asina kuvezwa uye pasina midziyo yedare”- nzira yakanakisa yekuvaka aritari
Micherechedzo iyi inorevei, uye chii chatingadzidze kubva pairi muhupenyu hwedu?
“Nekusingagumi” zvinoreva kuti kunze kwenguva – Saka nei nguva ichitanga uye nguva ichaguma rini?
1 Timotio 3 – Mabhishopu nemaDhikoni
Mukuru munhu aneruzivo rweBhaibheri uye izwi rekuti Bhishopu ringori basa remunhu iyeye.
666
Abia: Gwara rakakosha pakunotizivisa kuti Jesu akaberekwa riini
Tinogona kufungidzira nguva dzakaberekwa Jesu kudziisa mumwedzi umwechete, asi hausi musi wa25 Zvita.
Antikristu akakura nekubudirira sei pamakore 800 ekutanga
Kutadza kuri kurarama uye kwakasimba panyika
Bhaibheri ndiro DNA yeHupenyu Husingaperi
DNA inotonga hupenyu hwenyama nekuti ndiyo mutauro wehupenyu hwenyama. Bhaibheri ndiro mutauro wehupenyu husingaperi saka nekudaro rinofanira kutonga hupenyu hwedu pamweya.
Bhaibheri, chitendero chevachena, chakazivisa hunhapwa kuAfrica here? Kwete, kwete chero nepaduku pese
Bofu rakaona vanhu semiti yaifamba. Uyu mucherechedzo wechii?
Muti unoshandiswa semucherechedzo muBhaibheri rese. Kunzwisisa zvinoreva mucherechedzo uyu kunotibatsira kunzwisisa kuti Mwari anoshanda sei nezano rake mukati mehupenyu hwedu.
Chegumi
Ndiyani akati zvakaropafadzwa zvikuru kupa kukunda kugamuchira?
Chii chakakanganisika mumunda weEdeni? Chikamu 1 Genesisi:Chitsauko 1
Genesisi 1 - Kuwana ruzivo rwekuti zvese zvakakanganisika sei
Chii chakakanganisika mumunda weEdeni? Chikamu 2 Genesisi Chitsauko 2
Genesisi 2 - Kuwana ruzivo rwekuti zvese zvakakanganisika sei
Chii chakakanganisika mumunda weEdeni? Chikamu 3, Genesisi Chitsauko 3
Genesisi 3 - Kuwana ruzivo rwekuti zvese zvakakanganisika sei
Chii chatinonyatsoziva pamusoro pekutinhira kunomwe? Hapana zvizhinji
Vanhu vangazive sei zvakawanda pamusoro pezvinhu zvisina kana kunyorwa nezvazvo?
Chinangwa cheshoko rakauya nemutumwa wechinomwe
Chiratidzo chadanieri chechipiri chechikara chinowedzera tsanangudzo dzechiratidzo chemuhedeni.
Chiratidzo chaDanieri chechipiri chechikara chinotipa muono mukuru unotsanangura chiratidzo chake chekutanga chemuHedeni.
Chiratidzo Chechikara, totenda Roma neAmerica. Zvakazarurwa Chitsauko 13
Mwari akaisira zvakaipa muganhu, zvinoratidzwa nejecha remahombekombe egungwa, uye anoshandisa zvinhu zvinokonzereswa nechakaipa kuzadzisa hurongwa Hwake.
Chirayiro Chikamu 1
Chirayiro Chikamu 2
Chirayiro Chikamu 3
Columba akafa nguva yekereke yechina isati yatanga, saka angava sei Mutumwa kunguva iyoyo?
Columba akafa nguva yekereke yechina isati yatanga, saka angava sei Mutumwa kunguva iyoyo?
Danieri 12:10 – 13 - Vakachenjera vega ndivo vanonzwisisa
Mavara manomwe ari pamurarabungu anobatana kuita chiedza chichena. Tinocheneswa chete kana mwari azadzisa Zano rake kunguva nomwe dzemakereke.
Danieri 9:24-27 MaJuda vane nemakore 490 chete
Makore evaHedeni 483. Jesu ndiye aive nemakore manomwe ekupedzisira. Akavurawa mumashure memakore matatu nehafu. MaJuda achiri kukweretwa makore matatu nehafu naMwari.
Danieri 9:27 – Sungano yakasimbiswa kwete kuitwa
Sungano yakasimbiswa haigoni kuputswa. Kristu akasimbisa sungano yakaitwa naMwari kuna Abrama.
Danieri akaona Chikara chine Nyanga gumi – marudzi gumi evatorwa akabatsira kuparadza Hushe hweRoma neKutangwa kweKereke yeRoman Catholic mumatongo mahwo.
Danieri Chitsauko 2. Tsoka dzedare nevhu
Danieri Chitsauko 8:1-12 Gondobwe neNhongo
Danieri Chitsauko 8:13-27 Kubva panaIsaka kusvika panaJesu. Nekusimuka kweChikara
Dombo ReMusoro Wekona Harisati Rauya
Vazhinji vanoti Gore rakaonekwa muna 1963 kwaive kuuya kweDombo reMusoro wekona sekunge ndiko kwaive kudzoka kwaJesu.
Eva akanyengerwa asi Adamu haana kutsauswa
Eva akatsauswa asi haana kuziva kuti atadza. Adamu aiziva chokwadi asi akasarudza kuzarurira chivi mukova.
Gabrieri akaudza Danieri remangwana reIsraeri
Achidzokera kumaJuda munguva yeKutambudzika, Jesu anobvisa zvivi zvakazara, odzosera maJuda kwaari.
Gakava pamusoro pechivi chekutanga -- Hupombwe kana kuti muchero maapura?
Kuramba tsananguro yekuti chivi chekutanga chaive kudya muchero unotemhwa mumuti
Genesisi 1:26 ne 3:22 inoshandisa huwandu kutaura nezvaMwari
Nei? Huwandu hweMutongi hunoshandiswa nemadzimambo uye maPope. Hakuna izwi rinotaura chinhu chimwe rinonyatsotsanangura hunhu hwaMwari.
Genesisi Chitsauko 1 – Mazuva mana ekutanga
Chii chatingadzidze pazvinhu zvenyama uye zvinhu zvemweya kubva pamazuva mana ekutanga, sekutsanangurwa kwazvakaita kuna Genesisi 1?
Gore rakaonekwa muna 1963 haringaiti Mutumwa wekuna Zvakazarurwa 10
Vatumwa vanomwe vachienda vari kumusoro kudenga vakaumba musoro havangavi mutumwa mumwechete achiuya nemakumbo maviri ...
Gore remubhaibheri
Muchidzidzo chino tichaona kuti gore remuBhaibheri rine mazuva 360 (nemwedzi gumi nemiviri yemazuva makumi matatu pamwedzi mumwechete).
Hakuna vanhu vanopinda muwanano zviri pamurairo, vorambana, vopinda mune dzimwe wanano
Kana mhiko yewanano iri pamurairo, hakuna chinhu chinonzi kurambana chinokwanisa kuiparadza, nekuti mhiko iyi inoti “Kusvika maparadzaniswa nerufu”.
Hama Branham havana kubvira vataura kuti “Izvozvi rangarirai kuti mutumwa wechinomwe ari panyika panguva yekuuya kweMutumwa mukuru” Kuturikirwa kwezvakataurwa KWENHEMA
Nhau dzenhema dzinotaurwa sechokwadi vanhu vodzibvuma zviri nyore kana vasina kutsvaga mudzi wadzo.
Hushumiri hwaJesu hwakatora nguva yakareba sei?
Jesu akagurirwa panzira pakati pevhiki, mumashure mehushumiri hwemakore matatu nehafu.
Hutungamimiri hwevanhu whakatsiva sei Kristu semusoro wekereke.
Vafundisi vanowanzotonga mumakereke avo nemazwi avakabata pakutaura kwevamwe vatauri. Ichokwadi here ichi?
Hutungamiri
Mambo Sauro ndiye mufananidzo wehutungamiri hwevanhu mukereke uye Mwari akahuvenga.
Israeri ndiyo chiringazuva chekumisa kana kutanga kufambisa nguva chaMwari
Mwari anoshandisa Israeri sechiringazuva chekumisa kana kutanga kufambisa nguva. Haaiti izvi kwatiri maHedeni (marudzi asiri maJuda).
Jesu akati, “Chenjerai kuti murege kutsauswa nomunhu”. Kutenda kwenguva Itsva.
Jesu Ndiye Wakakwegura Pamazuva ake Anogara kare nakare nokusingaperi
Hakuna Magwaro anoti Wakakwegura anogara kare nakare nokusingaperi ndiMwari Baba.
Jesu pamahombekombe erwizi, Mweya Mutsvene seNjiva, neNzwi kubva Kudenga -- ITiriniti here?
Jesu pamahombekombe erwizi. Mweya Mutsvene unoburuka. Mwari Baba vanotaura kubva kuDenga. Angava sei Mwari mumwechete?
Jesu, Gwaiana rePaseka, akafa musi weChina – kwete musi weChishanu
JOBO 33:23-26 Tinoda nhume, mushanduri kuti atirwire kubva kugomba
Johane Chitsauko 10. Kukundikana kweHutungamiri hwevanhu muchitendero
Mutungamiri wechiJuda akazivisa mutambo wemuTemberi waive usina chekuita neMurairo weTestamente Yekare. Izvi zvakaratidza kuti vatungamiri vaizoita zvakadii dzidziso dzisimo muMagwaro kuti vatungamirire vanhu kubva paShoko rechokwadi, kuti vasatevere Jesu pachokwadi.
Johane Chitsauko 01. Mwari anouya panyika. Mwari anogara kupi?
Mwari anogara muShoko rake. Kana akawana varume nevakadzi vanoteerera Magwaro ipapo anogara mumoyo yavo kuti azadzise zvinoziviswa neBhaibheri kunguva yavo kana chidanho chekereke yechokwadi.
Johane Chitsauko 02. Sungano yakaitwa naMwari kuna Abrahama yakazadziswa munaKristu yaive yei?
Zviitiko munyika yedu yatigere micherechedzo yechokwadi chemweya chakadzama chiri kuziviswa.
Johane Chitsauko 03. Vanhu vese havana kukwanira kana tasvika pakukunda chivi
Davidi ega ndiye akagona kukunda Goriati. Jesu ega ndiye anogona kukunda rufu, chivi, neguva.
Johane Chitsauko 04. Chiratidzo chaMessiasi chakaratidzwa kuvaSamaria
Jesu akafamba muSamaria. Ikoko akaratidza kukoshesa kwake nguva dzemakereke dzaizouya.
Johane Chitsauko 05. Vanotenda vanosarudza Vatungamiri Vezvitendero panzvimbo peShoko raMwari
Vatendi vakatapwa mumakereke avo nekuda kwekutya vatungamiri vezvitendero zvavo. Vanoramba Shoko raMwari kuti vagare vakachengetedzeka mumakereke avo.
Johane Chitsauko 06. Jesu ndiye ega Tsime reHupenyu Husingagumi
Vatungamiri veRoma vakaunza rufu. Jesu ndiye Chingwa cheHupenyu zvinomuita kuti ave iye ega Tsime reHupenyu Husingagumi.
Johane Chitsauko 07. Mvura yeHupenyu kubva paMuchinjikwa
Johane Chitsauko 08:1-20. Chidzidzo chakadzama pakukundikana kweMurairo
Vatungamiri vezvitendero vakaedza kutapa Jesu neMurairo waMosesi. Kuedza kwavo kwakabva kwazivisa kutadza kwaMosesi, uye kukundikana kukuru kweMurairo pakushandura vanhu kuti vave vakanaka uye vari nani pahunhu hwavo.
Johane Chitsauko 08:21-59. Jesu ndiMwari
Vatungamiri vezvitendero zvechiJuda vaida kuuraya Jesu nekuti aive chipingaidzo kuchimiro chechitendero chavo. Vakasarudza mari nekukudzwa kwetsika dzezvitendero zvavo dzakaitwa nevanhu pachinzvimbo chaMessiasi wavo.
Johane Chitsauko 09. Kutongwa – mapofu achaona, vanoona vachapofomara
VaFarise vakashingirira kuti varambe vachitungamirira maJuda, asi vaive mapofu aisaona chiedza chechokwadi chaJesu. Murume aive bofu akasvinudzwa meso ake naJesu, akaona kuti Jesu aive ani.
Johane mubapatidzi aive asizve aive asiri Eria
Jesu akataura kuti Johane Mubapatidzi aive Eria. Johane akati aive asiri. Tingayananise sei kutaura uku kwese?
Kereke yangu haizi zvainofanira kuva iri
Hakuna zvakaprofitwa pamusoro penguva yekupedzisira kana mufananidzo uri pamusoro penguva yekereke yekupedzisira unotaura zvakanaka pamusoro pekereke.
Kisimusi
Tsika yeKisimusi yakabva kupi?
Kuda kwevanhu kwakatapwa munguva nekuda kwezvivi
Nguva chinhu chinoti netsei kunzwisisa. Kuda kwevanhu ndiko “muono muduku” unorasika. Bhaibheri ndiko kuda kwaMwari kunoona “Muono Mukuru” unoona zviri mberi neshure.
Kugadzirisa nyaya yePaseka nemakore matatu nehafu ehushumiri
Evhangeri harizvirwisi asi tinofanira kuturikira zvarinotaura zvakanaka nekuti zvakaoma kwazvo kuzivisa chakavanzika.
Kukanganisa kwakaitwa Mumharidzo “Vhiki raDanieri Rechimakumi Manomwe”. Ndapota ongororai Zvakataurwa zvakanaka.
Kukura kweMunhu Wakarurama
Kune kumwe kududzirwa here kweNguva, Dzimwe Nguva, neHafu yeNguva? Zvinongoreva kuti makore matatu nehafu chete here?
Kurwa pakati pemaArabu nevaIsraeri
Chidzidzo chipfupi chenhorondo.
Kushambidza tsoka – kunofuratirwa nemakereke asi kuine chirevo chakadzama
Kushambidza tsoka kunotizivisa muono wakadzama munhorondo yekereke uye chinzvimbo chedu chatiri munguva yekereke yechinomwe.
Kushandura zvatinokoshesa tichikoshesa chiedza
Kuronga kereke makanangana naWilliam Branham nehukuru hwehushumiri hwake zvinoreva kunyengerwa kwekereke nemweya waantikristu. Kukosha kunofanira kuiswa panaIshe Jesu Kristu neShoko rake.
Kuteerera hazvirevi kuti Kunzwa
Tinokwanisa kuteerera dzidziso tisingainzwisisi. Kunzwa zvinotaura munhu kunotiita kuti tinzwisise zvotishandura.
Kuti “Kufamba muMweya” zvinoreveri?
Hatigoni kufamba muMweya kunze kwekunge tichiziva ndangariro dzaKristu. Tinowana ruzivo urwu kubva muMagwaro.
Kuvonekwa kwaKristu HAKUSI Mutumwa mukuru wekuna Zvakazarurwa Chitsauko 10
Tinofanira kugadzirira Kuuya kwaJesu Kristu kweChipiri kupfurikidza kukwanisa kumuona achiratidzwa muShoko rake, tisati tamuona achionekwa seShoko.
Kuzara kwovuMwari kunotsanangurwa chikamu 1
Tinofanira kuziva kuti Mwari ndiyani.
Kuzvarwa Patsva
Larkin akakurudzira vazhinji kuti vaite fungidziro isiriiyo yekuti Nguva yeKutambudzika kukuru ichave makore manomwe
Ruremekedzo runopihwa Larkin nekuda kwedzidzo yake rwakabatsira kusimbisa pfungwa yakapararira yekuti nguva yeKutambudzika ichave makore manomwe, asi hakuna Magwaro anotsigira izvi.
Makore 400 Mwari akanyarara mumashure meMuprofita Maraki
Makore 400 inguva refu zvakaita kuti Diaborosi agadze chimisikidzo chake chikuru, kereke yeRoman Catholic.
MaKristu akaponeswa ese anokwira Kudenga panouya Ishe mukubwaira kweziso here (Repucha)?
Mapisarema 88 Kushaiwa Tariro. Chii chinoitika kana shungu dzikatonga pamusoro pe Kutenda
Marko Chitsauko 1:1-12 – Muranda akazvideredza
Jesu ndiye Muranda mukuru, Nzombe ine simba kwazvo. Mutakuri wemitoro yedu Iyo, sembudzi yekurasirira, akatakura zvivi zvedu kuenda nazvo kure.
Marko chitsauko 1:13 – 45 Kushingirira kwake asinganeti
Muranda ane chido chikuru kwazvo nemabasa asina muganhu anodawo nguva murenje ari oga naMwari, kure neruzhinji.
Mateo 01, chikamu 2 - Zvakaipa zvinogona kudzimwa
Zvidzidzo zvinoziviswa mumitsetse yemazita. Mwari akashandisa vanhu vakaipa murudzi rwehumambo, vakadzimwa muBhuku reHupenyu.
Mateo 02 - Vazivi vekumabvazuva vanotsvaga Jesu
Piramidhi guru nemapoka enyeredzi zvinobatana kutsanangura nhorondo kubva paKuuya kweKutanga kusvika paKuuya kwechipiri kwaJesu.
Mateo 03: Nzvimbo yechigadziko chemwenje chine mapazi
Jesu akaziviswa naJohane Mubapatidzi, kumunongedzera seMunhu achifamba pakati pevanhu nenzira yaisatarisirwa.
Mateo 04 – Kutambudzika nemiedzo
Hakuna nzira iri nyore. Mwari anodana nekutsvaga kuti titeerere Kuda Kwake. Tinofanira kutevera pasina kunyunyuta.
Mateo 05:1-24 Mharidzo paGomo, chikamu 1
Jesu akaisa hwaro huri pamusoro soro pasingagoneki kusvitswa nevanhu. Kuzvikudza, kusada kuudzwa nekuzvida zvinotitadzisa kukwira gomo iri.
Mateo 06 – kuratidzira kwekunze hakuna maturo
Tinofanira kukoshesa Hushe hwaMwari husingagumi pachinzvimbo chezvinotiwira zvenguva duku.
Mateo 08 – Jesu anotendeukira kuvaHedeni
MuHedeni anoti “Taurai Shoko rega”. Kutenda kwakadaro. Jesu akatsvaga vanhu vaviri vechiHedeni vaipenga. Madhinomi echiHedeni akamha nyira mugungwa.
Mateo 09 – Mabasa makuru eruponeso
Vatungamiriri vezvitendero vakaramba Jesu asi simba rake rekuponesa raive guru kwazvo. Jesu anoda vabatiri vanogona kudzidzisa chokwadi.
Mateo 1, Chikamu 1 -Vakarurama vakanyorwa
Varume vashanu vanoita nheyo dzemaJuda nekereke yevaHedeni. Vakadzi vana vakatsanangura kereke yaizouya.
Mateo 10 - Takura muchinjiko wako
Vadzidzi vakatumwa, vachivimba nekutendera kwaMwari. Vanofanira kuisa Mwari pekutanga, zvisinei nekuti vari panjodzi ipi.
Mateo 11 - Ndichakupai zororo
Chishamiso chikuru chakaitwa naJesu chakaunza vateveri. Zaruriro yezvakavanzika zveBhaibheri yakakosha kuna Mwari.
Mateo 12 – Chiratidzo chemuprofita Jona
Jesu anoyambira kuti Evangeri richabva kumaJuda roenda kuvaHedeni sezvakaitika apo Jona akatendeutsa vaHedeni veNiniva.
Mateo 5:24-48 Mharidzo paGomo, Chikamu 2
Zvinodiwa naMwari zvakakura kwazvo kuti tizvigone nesimba redu. Kuedzwa kwakatinakira. Musanyunyuta. Ivai nekutenda.
Mateo 7 - Tongai dzidziso kwete vanhu
Vashoma vanowana nzira yekusvika kuchokwadi. Zvakaipa zvawandisa vaprofita venhema vatekeshera. Vakachenjera chete ndivo vachanzwisisa zvakavanzika zveBhaibheri.
Mateo Chitsauko 13 inotsanangura Nguva Dzemakereke Manomwe
Makore 2 000 enhorondo yechiKristu akapatsanurwa mumakereke manomwe zvichienderana naMateo chaputa 13.
Mateo Chitsauko 24 inonzwisiswa muzvirevo zvekuna Zvakazarurwa chaputa 6
Mweya waMwari unoratidzwa muzvipenyu zvina zvinorarama, chimwe nechimwe chichimiririra hunhu hweMweya waMwari waanoshandisa kutungamira kereke muzvikamu zvina zvakasiyana.
Mazera emadzitateguru
Ichi chidzidzo “chebasa retsvagurudzo” rakanakisa kuti tiwane mazera emadzitateguru, semuenzaniso Adamu, Noa kana Abrahama.
Mereniyamu Chikamu 1 - Nhanganyaya, Mwenga
Nhanganyaya. Mwenga, Antikristu neKereke.
Mereniyamu chikamu 2 – Nhanganyaya, MaJuda
Mereniyamu Chikamu 3 – Tichadamuviri wakadii kuti tigareko?
Mereniyamu Chikamu 4: Chiratidzo chaEzekieri
Mhashu neHuchi - Chokwadi chine mubairo asi hachina mbiri
Tinodzidzei kubva pachikafu chaidyiwa naJohane mubapatidzi? Mhashu nehuchi hwebundo zvinomborevei?
Mhuka dzakaitwa Adamu aitwa kare here?
Genesisi 2:18 JEHOVA Mwari akatizve, "Hazvina kunaka kuti munhu agare ari woga; Genesisi 2:19 JEHOVA Mwari akaumba nevhu mhuka dzose dzesango
Mibvunzo pamusoro penhau dzeBhaibheri Chikamu 1
Yambiro yeCovid-19. Zita raMwari. Vakadzi vachizvideredza kuvarume vavo. Mangoma muchechi. Petro ari Pope. Bvudzi rakarukwa. Kuchecheudzwa kwemoyo. Vakadzi vanoparidza.
Mibvunzo pamusoro penhau dzemuBhaibheri Chikamu 2
Vanakomana vaMwari vachindomira pamberi Pake. Mapasita nemabhishopu. Vachidzoka pazvivi. Vachivimba nemoyo yavo. Zvakanyorwa munyika. Kuti Satani chii
Mibvunzo panhau dzeBhaibheri Chikamu 3
Vaparidzi vakapfuma. Tinotongesa Mwari. Barika. Pasita ndiye musoro wekereke. Mwari anotendeuka. Biden Chiratidzo chenguva. Mvura pamusoro pevanhu.
Mibvunzo panhau dzeBhaibheri Chikamu 4
Satani haana kuita bonde naEva. Muti wekisimisi wakaipa. Chidzidzo chikuru kubva kuna Samusoni. Mwari naJesu. Bhaibheri reKing James Rakarurama.
Mibvunzo panhau dzeBhaibheri Chikamu 5
Gwaiana rakatora Bhuku zvinoita sekuti vanhu vaviri. Shabati raGirigori. Nzira yeMuti weHupenyu. Mvura yekupedzisira. Hupenyu hwangu hunoita sehusingashanduki.
Mibvunzo yeBhaibheri iri kufuratirwa nemakereke, Chikamu 1
Testamente yekare inowana chirevo chakadzama kubva muTestamente Itsva. Bhaibheri rese nderechokwadi. Harizvirwisi.
Mibvunzo yemuBhaibheri iri kufuratirwa nemakereke. Chikamu 2
Mabhuku mana eEvangeri haarwisane sezvo achitsanangura Kristu kubva pakuonekwa kwake ari Mambo, Muranda, Munhu, uye Mwari.
Migove miviri yehushumiri hwaErisha inomiririrei?
Erisha aive mucherechedzo wehushumiri huviri hune simba hwaizouya. Hwekutanga hwaizoonekwa munguva yekereke yekupedzisira kukereke yevaHedeni uye hwechipiri hwaizoonekwa munguva yeKutambudzika kukuru kumaJuda 144 000.
MuBhaibheri hamuna muHedheni ‘anotsiva’ William Branham
Muchero wakarambidzwa – Zvinonyatsorevei?
Nei tese takaberekerwa muzvivi? Ndeipi yaive imwe nzira yekuzadza nayo nyika nehupenyu husingagumi?
Mufananidzo wadanieri wemuhedeni unoratidza zvakaitika nezvichaitika muhupenyu hwedu.
Zvakaporofitwa naDanieri zvinotipa gwara kana nzira inofanirwa kuteverwa nenhoroondo yevaHedheni (Gentiles).
Mufundisi ndiye Musoro wekereke here?
Hutungamimiri hwekereke
Mukadzi anozodza Jesu muEvangeri
Mune zviitiko zvitatu zvakasiyana zvemukadzi anozodza Jesu muEvangeri. Musiyano wazvo unorevei?
Mumashure memazuva 2300 Nzvimbo Tsvene Ichanatswa
Muonde mucherechedzo unoshandiswa neBhaibheri kutsanangura Israeri
Miyenzaniso yakati kuti inoratidza kuti Ishe vanoshandisa muonde kumiririra Israeri.
Muporofita anofanira kuva akarurama asina chipomerwa here?
Mwari ega ndiye akarurama. Kana muchida kuti maprofita ave asina zvipomerwa zvachose, makabviswa kubva kuchokwadi cheMagwaro. Uye hapana musiyano kuti maprofita “makuru” here kana kuti “maduku”.
Murairo neNyasha zvinhu zvakaoma kuyananisa
Murairo wakazivisa kugadzwa kweZano raMwari. Nyasha ndidzo dzaive kuratidzwa kwaro kwaibuda mune zvakaziviswa izvi.
MuTestamente Yekare, Marudzi aigara muNyika yeChipikirwa akabviswa zvine hutsinye nemaJuda -- Nekuda kwei?
Chivi chakaparadza Paradhiso yaMwari. Saka Mwari akavenga chivi. Mwari anoda mutadzi akatendeuka asi kutonga kwekutsamwa kwaMwari kunodiwa kuti kunatse nyika isina kutendeuka.
Muviri, Moyo neMweya -- Izvi zvinorevei?
Muviri wenyu wenyama unoyanana nenyika yedu yatigere yezvinhu zvinobatika nekuonekwa. Mweya wenyu wowadzana nenzvimbo dzemweya dzepamusoro. Asi mukati mazvo zvese mune mweya wemukati kana moyo – nzvimbo yedzoreredzo, mukati memukati. Mweya wemukati kana moyo unotonga mweya, mweya wotonga muviri.
Mvura yekutanga nemvura yekupedzisira zvinomiririra chii?
Bhaibheri rinoti makereke ese munguva yeRaodikia mapofu, asi haazvizivi. Saka tinowana sei chinhu chikuru chatinofanira kunangana nacho? Kugara nezvakanyorwa muBhaibheri.
Mwari aive kupi Jesu paakamudaidza ari pamuchinjikwa achiti, ‘Mwari wangu, Mwari wangu mandisiireiko?’
Chakavanzika chekunamata chikuru kwazvo, Mwari wakaratidzwa pamuviri.
Mwari akati, “Ngatiitei munhu nemufananidzo wedu”. Mwari akaita vanhu vaviri, murume nemukadzi
Mwari neimwe nzira akabatanidza mweya unoshamisa nehunhu hwemunhu.
Mwari anogona kudzima zvese kana kuti chikamu chehupenyu huzere zvivi
Chikamu chehupenyu hwemunhu azere zvivi chinogona kushandiswa mukusaziva kubatira Mwari. Mwari anogona kushandisa vanomutadzira.
Mwari Baba havaonekwi uye havana mufananidzo, saka ruvoko rwavo rwerudyi chii?
Mwari Baba havaonekwi uye havana mufananidzo. Saka vakararama mukati meMunhu akarurama Jesu, Mwanakomana waMwari, kuti tione kuti Mwari aizova akaita sei dai aive munhu.
Mwenga anomirira Kutinhira kunomwe
Kutinhira kuchatipa Kutenda kwekukwira kudenga. Asi hatigoni kutorwa kukwira kudenga tisina miviri mitsva saka tomirira Kutinhira kunomwe kuti kusvike.
Mweya wemukati kana moyo unorara – Kune chinhu chakadaro here?
Nei Jesu akanyora pasi kaviri apo maJuda aida kutaka mukadzi nemabwe?
Murairo wakakundikana kuita kuti maJuda vaite vanhu vari nani. Saka Jesu ainongedzera nzira yekuenderera mberi nayo. Inobva paGorogota nzvimbo yemarangwanda.
Nei Jesu akanyora pasi nemunwe wake? Aitiudza kuti kudii?
Kune zvinhu zviduku-duku zvakawanda zvakataurwa nekuitwa naJesu zvatinotarisira pasi tichiti hazvina kukosha. Kereke yeRaodikia ibofu, asi haizivi kuti ibofu.
Nei Jesu ari nemadzitateguru mumadzinza maviri?
Konia akagumisa hushe hwerudzi rwaSoromoni. Maria aive werudzi rwaDavidi Mwanakomana wake Jesu akava mwana waJosefa wekurera. Saka Jesu akadarika kutukwa kwaKonia nevakabva paari.
Nei kaive kaBhuku “kaduku” kakadyiwa naJohane kuna Zvakazarurwa Chitsauko 10?
Apa kukosha kuri pavanhu vashoma. Vasina kukosha zvachose kuti vaonekwe kana kuzivikanwa. Asi vanonzwisisa mavhesi maduku ari muBhaibheri anofuratirwa nemakereke, anotarisirwa pasi, uye anorwiswa nekuti vemumakereke havagoni kumanzwisisa.
Nei mapoka eMharidzo mazhinji akananga kunguva yeKutambudzika pachinzvimbo chekuChirayiro cheMuchato?
Makanangepi?
Nei Trump akakunda paSarudzo dzemutungamiriri wenyika muna 2016?
Pachinzvimbo chekutarisa kuti nei Trump akakunda musarudzo dzemutungamiri weAmerica nezvikonzero zvedu zvenyama, ngatitarisei kuti tingadzidzei munezvemweya.
Nguva dzakatanga rini? Nguva dzinoguma rini?
Nguva dzemakereke - Efeso, Nguva yekereke yekutanga, 33AD - 170 AD
Efeso inomoririra nguva yekereke yekutanga yaive yakanakisa padzese, yakatangwa nemapostora – kereke yeTestamente Itsva yatinofanira kudzokera kwairi tese.
Nguva dzemakereke - Pergamosi, Nguva yeChitatu, 312 AD - 606 AD
Nguva dzemaKereke - Tiatira, Nguva yeChina 606 -1520AD
Nguva dzemakereke – Sardisi, Nguva yeChishanu 1520 AD - 1750 AD
Nguva dzeMakereke – Smirna, Nguva yeChipiri, 170 AD – 312 AD
Nguva dzeMakereke – Zvakazarurwa Chitsauko 1 – Kereke yakatopfuura Nguva Nomwe dzeMakereke here?
Nheyo dzekutanga dzeWanano Yekutanga kuna Genesisi. Yakaparadzwa nechivi nekuti Satani akavenga Wanano.
Wanano inofanira kutevera nzira yakaitwa naMwari pakutanga mumunda weEdeni.
Nhorondo pfupi yeBhuku raZvakazarurwa. Chitsauko 1-13
Zvakakosha kwazvo kunzwisisa Bhuku iri zvakanaka kana muchida kuzviwanira ruzivo rweChokwadi. Satani akavenga Bhuku raZvakazarurwa nekuti rinozivisa zvakaipa zvakawandisa zvaakagona kuisa mukereke.
Rubhapatidzo rwemvura
Rubhapatidzo chiratidzo chekufa, kuvigwa nekumuka kuvakafa.
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 01
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano -- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 02
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano-- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 03
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano-- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 04
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano-- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 05
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano-- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 06
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano-- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 07
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano -- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 08
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano -- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 09
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano -- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 10
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano -- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 11
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano -- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 12
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano -- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 13
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano-- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 14
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano-- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 15
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano-- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 16
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano-- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 17
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano-- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 18
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano-- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka anotiratidza Jesu semunhu akarurama -- Chikamu 19
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu” -- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii? Ruka anotidzidzisa zvidzidzo zvakakosha kuti torarama sei pamazuva edu ano-- Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita
Ruka, chikamu 1 -- Chitsauko 1-5
“Chisikwa chipenyu chechitatu chaive nechiso sechemunhu”.
Ruka, chikamu 2 -- Chitsauko 6-12
Tichienderera mberi nechidzidzo chaRuka. Tinodzidza zvidzidzo zvakakosha kuti tinofanira kurarama sei mumazuva ano.. Tichitevera Magwaro pazvinhu zvese zvatinoita.
Ruka, chikamu 3 -- Chitsauko 13-19
Chikamu chechitatu muEvangeri raRuka- Isu sevanhu tinofanira kuita hunhu hwakadii?
RUTE 1 Aifanira kuita sarudzo huru kwazvo
Tinofanira kuita sarudzo kubva pakuda kwemoyo yedu. Mwari anobva atiedza kuti aone kuti tinoda here kumuterera kana kuti kwete nekuti tinofanira kumuterera.
Rute 4 Kudzikinurwa nekubvisa shangu yake
Jesu akabvisa kubwinya kwake nekukudzwa kwake akauya panyika akafa rufu runorwadza rwakatidzikinura kubva kuzvivi nekusatenda.
Sabata Mugovera here, kana kuti Rubapatidzo rweMweya Mutsvene?
Sabata mucherechedzo wekunze wezororo repavhiki here, kana kuti mucherechedzo wemukati werubapatidzo rweMweya Mutsvene runotiita kuti tizorore kubva kumabasa edu ezvivi uye ekusatenda?
Tembere ichavakwazve here munguva yeKutambudzika kukuru? Chikamu 1
Tembere ichavakwazve here munguva yeKutambudzika kukuru? Chikamu 2
Tembere ichavakwazve here munguva yeKutambudzika kukuru? Zvinogona kudaro. Asi hakuna vhesi reBhaibheri rinoprofita izvi.
Tinoziva zvakavanzika zvese here? Chikamu 1: Zvakavanzika 11 zvisina kubvira zvataurwa nehama Branham kuti vanoziva nezvazvo.
Tinoziva zvakavanzika zvese here? Chikamu 2: Zvimwe Zvakavanzika 6 zvisina kubvira zvataurwa nehama Branham kuti vanoziva.
Tiriniti yakapinda sei mukereke muna 325 AD pakanzuru yeNicaea
Tiriniti inopatsanura Mwari kumuita Vanhu vatatu zvosika matambudziko mazhinji akaita serekuti Zita raMwari nderekuti kudii.
Vafundisi (maPasita) havana kubvira vatungamirira kereke yekutanga
Kereke yekutanga yakaparadzirwa kuita mapoka maduku maduku nekuda kwekuuraiwa kwevatendi. Boka repanzvimbo pega pega raitungamirirwa nevatariri vepanzvimbo kana vakuru. Kwaive kusina hudzvanyiriri hwemunhu mumwechete pamusoro pekereke.
VaHeberu 02 Nyasha dzinozadzisa Murairo
Bhuku ravaHeberu riri kutsaura murairo kubva kunyasha, riri kubva raisa chimwe nechimwe panzvimbo yacho. VaHeberu vaive vakakudzwa mumurairo, Pauro aiveachivaudza kuti nyasha dzaiita basa rei, pamwechete neMurairo.
VaHeberu 03 Kusatenda ndiko chivi chaicho
MaJuda akaona zvishamiso neminana mizhinji asi vaive vachiri kupokana naMwari pavaingosangana nedambudziko.
VaHeberu 04 Zororo reSabata harisi nyore kupinda mariri
Chipikirwa chedu Mweya Mutsvene uchizivisa Nyika yedu Shoko raMwari. Sabata rekupedzisira remakore 1000 erugare.
VAHEBERU 1:1 kuti Nguva dzakare Zvinorevei?
Vakadzi vaMosesi vaviri vane chirevo kana dudziro yakadzama
Evangeri rinorambwa nemaJuda roenda kuvaHedeni. Kereke yevaHedeni inopatsanurwa kuita Mwenga waKristu uye kereke yakaponeswa inopinda munguva yeKutambudzika, inozivikanwa nekunzi vasikana mapenzi kana vakapusa. Pamagumo enguva dzemakereke, Evangeri rinodzokera kumaJuda.
Vanhu vaipokana nevhakisini rekudzivirira hutachiwana vakafa neCOVID-19 muna 2021
Ungarasike sei. Vaparidzi vakazvidza jekiseni rekudzivirira Covid-19 vakafa nehutachiwana hwecovid 19.
Varindi Vana vakapoteredza Chigaro chaMwari Chevushe
Musoro wenyaya unotangira kuna Genesisi. Mwari akabva ashandisa nzira imwechete iyi inodzokororwa munzvimbo dzakasiyana-siyana muBhaibheri, kusvikira yatambanudzwa nekuzadziswa kunaZvakazarurwa.
Vhakisini rehutachiwana HARISI Chiratidzo chechikara
Kana mukasatora chiratidzo chechikara munourayiwa. Hakuna munhu akaramba kubaiwa vhakisini akambouraiwa neumwe munhu
Wanano neKurambana Chikamu 2
Mhiko dzewanano isungano dzikoshesei.
Willam Branham ndiye here Muprofita weNguva yeKupedzisira kuvaHedheni?
William Branham aive ASIRI Mwari airatidzwa panyama, asi mutadzi akatendeuka akabapatidzwa neMweya Mutsvene
Mweya waantikristu unoda kwazvo kusimudzira munhu anoshandiswa nemweya kusvikira munhu iyeye atanga kudaidzwa kuti Mwari.
Zano raMwari reKutanga muEdeni raive rei?
Eva akatadzei?
Zvakaprofitwa naDanieri naJohane mushandirapamwe
Danieri akaronda mweya waantikristu wemuBabironi muTestamente Yekare. Johane akarondawo akabata muzvezve wawo muTestamente Itsva.
Zvakazarurwa 5:7 Akavuya akatora bhuku muruvoko rworudyi rwaiye wakanga agere pachigaro chovushe. Vanhu Vaviri?
Jesu aive nemabasa maviri akakosha ekuita – Musiki neMudzikinuri. Zvinogoneka sei kuti munhu mumwechete aite izvi zvose zviri zviviri?
Zvakazarurwa 7 – Kubuda Munguva yeKutambudzika, maJuda 144,000 neVasikana mapenzi
Zvakazarurwa Chitsauko 17 inotiudza isu maKristu patinotadza
Chidzidzo chakadzama muna Zvakazarurwa 17
Zvatakatemerwa uye Zvatinoda kuita
Zvigadziko zvemwenje zvine chirevo chakadzama
Dzidziso yenguva nomwe dzemakereke ndiyo imwe yenzira dzakakosha muBhaibheri. Asi makereke anofuratira kukosha kwayo.
Zviitiko zvenguva inouya, zvakaprofitwa muMagwaro, Chikamu 1
Zviitiko zvenguva inouya, Zvakaprofitwa muMagwaro, Chikamu 2
Zvinhu zviviri zvisingashanduki apo Mwari asinganyepi
Mwari akasangana naAbrama ari Merkisedeki Muprista Mukuru, zvakare Abrahama akaprofita pamusoro pekuuya kwemwanakomana wechipikirwa.
Zvinorevei kuti “Zvakazarurwa”?
Kune zvakavanzika zvakavanzwa muBhaibheri zvatinofanira kunzwisisa kuti tigadzirire Kuuya kwaIshe Jesu.
Zviratidzo zvenyeredzi zveZodiac HAZVISI “Zvekushopera nyeredzi dzenyu” nezvichakuwirai. Zvinotaura pamusoro paKristu nekereke yake
Zvitsauko 40-66 zvaIsaya zvinoita sepfupiso yeTestamente Itsva, chikamu 1
Fananidzai Isaya 40 -66 nemaBhuku ekuTestamente itsva- kunzwisisa kuzara kwehuMwari.
Zvitsauko 40-66 zvaIsaya zvinoita sepfupiso yeTestamente Itsva, chikamu 2
Fananidzai Isaya 40 -66 nemaBhuku ekuTestamente itsva- Nguva dzeMakereke.
Zvitsauko 40-66 zvaIsaya zvinoita sepfupiso yeTestamente Itsva, chikamu 3
Fananidzai Isaya 40 - 66 nemaBhuku ekuTestamente itsva- VaHeberu kusvika kuna Zvakazarurwa.