Mazera emadzitateguru
Ichi chidzidzo “chebasa retsvagurudzo” chakanaka. Nekutarisa pavhesi reBhaibheri rakapiwa unokwanisa kuwana mazera emadzitateguru, akaita saAdamu, Noa, kana Abhurahama.
Tinowana zvinhu zvakakosha zvakawanda kupfurikidza kutarisa pagirafu iri, semuenzaniso
- Abhurahama akaberekwa makore maviri mumashure mekufa kwaNoa, kunyangwe paine musiyano wemazera gumi.
- Shemu mwanakomana waNoa, aive achiri mupenyu panguva yakararama Isaka. Abhurahama naIsaka vaitokwanisa kumubvunza mibvunza yezvavakaona nezvavakasangana nazvo munguva yemvura yaNoa, pakuvaka ngarava nezvimwewo. Izvi zvakadaro nekuti Noa akararama nguva refu asati aita vana.
- Gore rakafa Methusara, ndiro gore rakatanga kunaya mvura yaNoa (gore rechi 600 rekurarama kwaNoa.)
- Noa haana kubvira aona Enoki.
- Baba vaNoa (Rameki) vaitokwanisa kutaura naAdamu.
Year born | Year died | Age when child born | Age when died | Scripture(s) | ||
Adhamu | 0 | 930 | 130 | 930 | Gen 5:3, 5 | |
Seti | 130 | 1042 | 105 | 912 | Gen 5:6, 8 | |
Enoshi | 235 | 1140 | 90 | 905 | Gen 5:9, 11 | |
Kenani | 325 | 1235 | 70 | 910 | Gen 5:12, 14 | |
Maharareri | 395 | 1290 | 65 | 895 | Gen 5:15, 17 | |
Jaredhi | 460 | 1422 | 162 | 962 | Gen 5:18, 20 | |
Enoki | 622 | 987 | 65 | 365 | Gen 5:21, 23. Haana kufa asi akakwira kudenga ari mupenyu | |
Methusera | 687 | 1656 | 187 | 969 | Gen 5:25, 27 | |
Rameki | 874 | 1651 | 182 | 777 | Gen 5:28, 31 | |
Noa | 1056 | 2006 | 502 | 950 | Gen 5:32, 9:29, 11:10 | |
Shemu | 1558 | 2158 | 100 | 600 | Gen 11:10, 11 | |
Aripakishadhi | 1658 | 2096 | 35 | 438 | Gen 11:12, 13 | |
Shera | 1693 | 2126 | 30 | 433 | Gen 11:14, 15 | |
Ebheru | 1723 | 2187 | 34 | 464 | Gen 11:16, 17 | |
Peregi | 1757 | 1996 | 30 | 239 | Gen 11:18, 19 | |
Rehu | 1787 | 2026 | 32 | 239 | Gen 11:20, 21 | |
Serugu | 1819 | 2049 | 30 | 230 | Gen 11:22, 23 | |
Nahori | 1849 | 1997 | 29 | 148 | Gen 11:24, 25 | |
Tera | 1878 | 2083 | 130 | 205 | Gen 11:26, 32, 12:4, Mabasa 7:4 | |
Abhurahamu | 2008 | 2183 | 100 | 175 | Gen 21:5, 25:7 | |
Isaka | 2108 | 2288 | 60 | 180 | Gen 25:26, 35:28 | |
Jacobho | 2168 | 2315 | 91 | 147 | Gen 41:29, 30, 46, 45:6, 47:28 | |
Josefa | 2259 | 2369 | 33.5 | 110 | Gen 41:50, 48:5, 50:26 |